Rugare: "Tinofunga kuti akapondwa akazosiiwa pamuti nekuti kamuti kacho kadiki

Rugare: "Tinofunga kuti akapondwa akazosiiwa pamuti nekuti kamuti kacho kadiki

Destiny TV

1 месяц назад

24,059 Просмотров

Ссылки и html тэги не поддерживаются


Комментарии:

@kurrenkashesha9750
@kurrenkashesha9750 - 01.11.2024 12:04

Zimbabwe 😢😢😢

Ответить
@NigelTakawira
@NigelTakawira - 01.11.2024 12:11

Zimbabwe yashata

Ответить
@wishesdeka6333
@wishesdeka6333 - 01.11.2024 12:38

Mhai veduwe chiiko chiri kuitika chanyanyodai 😢

Ответить
@Pee1908-e3u
@Pee1908-e3u - 01.11.2024 12:42

Ummm Mwari tibatsirei chokwadi

Ответить
@patriciamarangwanda5188
@patriciamarangwanda5188 - 01.11.2024 12:58

Nyika ydu yashata vangu havachatye kuurayana

Ответить
@hellenmuchafuruka3169
@hellenmuchafuruka3169 - 01.11.2024 13:11

Sad

Ответить
@nyashachigs
@nyashachigs - 01.11.2024 13:11

Miti ini basa muupenyu hwevanhu, ibrain rudzii dzekuti miti ndaitemwe irimunharaunda inevanhu?

Ответить
@linah2099
@linah2099 - 01.11.2024 13:23

My favourate Pŕesenter, very humble

Ответить
@LennyHungwa
@LennyHungwa - 01.11.2024 13:32

Vanhu hatichatyi kuurayana chokwadi zvinorwadza

Ответить
@DescentShala
@DescentShala - 01.11.2024 13:32

Stella my favorite

Ответить
@AngelMusabayana
@AngelMusabayana - 01.11.2024 13:37

Sad nematambudziko vagari vemu Rugare sis Stella hamuna kunge mabatawo here zita remushakabvu

Ответить
@Chiheramaimuku3088
@Chiheramaimuku3088 - 01.11.2024 14:06

Ngozi kana yakuvanetsa vachauya voga

Ответить
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 - 01.11.2024 14:11

Police haichatyisi saka vanhu va kungoita zvavanoda nemutemo ukati wakanzwa kuti ndivananhingi akauraya yatove yako wakuswera uri kumapurisa apa mari ye transport ndeyako

Ответить
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 - 01.11.2024 14:14

Zvekuuraya vanhu hazvisi zvekurugare chete asi zviri kuitika nyika yose asi kana zvichiitika kwevamwe vanhu havaiti srs nazvo kana zvave kwamuri zvave kuita sezvinoshamisa

Ответить
@LucyDudu
@LucyDudu - 01.11.2024 14:52

Zvanyanya izvi zvekupondwa kwevanhu

Ответить
@RuvaChazika
@RuvaChazika - 01.11.2024 14:54

Vanhu havachatyi kuuraya chokwadi

Ответить
@tripodxxx1
@tripodxxx1 - 01.11.2024 15:11

Mai vatanga kutaura avo I know your intentions were good to take a picture and send mu group, but u needed to be a bit sensitive about the issue. Imagine ndiri mai, baba or hama yemunhu uyo ndo ngo vhura WhatsApp ndosangana ne pic yemwana wangu akafa.

You should have gone to the police first ndivo vaizo identifier body and inform hama dzake, not kutora pic yemunhu akafa send muma groups then mozoenda ku police after that.

Ответить
@PeterSachipindi
@PeterSachipindi - 01.11.2024 15:13

Nzvimbo yakuchisa

Ответить
@josphinemandangu-ps6dc
@josphinemandangu-ps6dc - 01.11.2024 16:43

This is Murder not suicide.Hausi muti uyu, isharupu ye Musawu shungu dzinomera muHarare, panosvisvinwa nevanhu , vachikanda mhodzi. Miti chaidzo dzemu Sawu dzinowanikwa kuDande ,Muzarabani

Ответить
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 - 01.11.2024 16:57

Deatiny TV, uku ndiko kutadza basa kwamaita apa. Mukaita interview yevanhu vekumunda mapedza moti mazoenda kundotsvaga hama mukawana vaenda kumakuva, iko kuriko kwamaifanira kunge matanfira? Kana mangamanonoka kunzwa nyaya dai machirega nezvayo. Anyway, it's clear from the accounts that it's suicide (1) Hama dzacho should have made visible ananlysis. examination, visits to the scene, and 92) Account yaAmai vamwe apo yeposition yemaoko ake is PROOF enough that he could not have been killed somewehere and brought there.

Ответить
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 - 01.11.2024 16:58

Ko mhai imi Amai, pamba penyu pakarara paine Chechi musi uyu , munhu ozviuraya pamberi pemba yenyu? Mwari wacho wamainamata ndiMwari upi?

Ответить
@mavischihaka1234
@mavischihaka1234 - 01.11.2024 17:08

What nice Zimboland people

Ответить
@NaumeChiwandika
@NaumeChiwandika - 01.11.2024 17:45

Vanhu zvavari kupera nhaimi

Ответить
@EvelynDanger
@EvelynDanger - 01.11.2024 18:17

Ploblem mhondi hadzichagari mumajeri. Mapurisa are now to relaxed. Nguva yaMugabe police yaiziwa basa. Police get busy

Ответить
@Sheila-yr8jq
@Sheila-yr8jq - 01.11.2024 19:15

Stella ❤❤❤❤❤❤

Ответить
@richardcruickshank5631
@richardcruickshank5631 - 01.11.2024 20:30

Shame 😢

Ответить
@muchieman1324
@muchieman1324 - 01.11.2024 20:31

Ah but Destiny tv iyi ndeye horror dzega dzega amana

Ответить
@albertchigoche727
@albertchigoche727 - 01.11.2024 20:40

News reporter manyama

Ответить
@TendaiMutambo
@TendaiMutambo - 01.11.2024 21:24

Yava sodhoma negomora chaiyo 😢

Ответить
@ndakazivhagwara
@ndakazivhagwara - 01.11.2024 21:58

My Sister Stella Muusha ❤️ and thank,u,pliz

Ответить
@gloriakapfu
@gloriakapfu - 01.11.2024 22:19

God deliver our country

Ответить
@KetinaNyaradzoGundani
@KetinaNyaradzoGundani - 01.11.2024 22:35

Zvikurwadza💔big time😭😭😭

Ответить
@ShielaSithole-qk9ox
@ShielaSithole-qk9ox - 01.11.2024 22:40

Zvakaoma kani😭😭😭

Ответить
@vimbaijerera5756
@vimbaijerera5756 - 01.11.2024 23:28

God heal our land

Ответить
@vimbaijerera5756
@vimbaijerera5756 - 01.11.2024 23:28

God heal our land

Ответить
@vimbaijerera5756
@vimbaijerera5756 - 01.11.2024 23:28

God heal our land

Ответить
@vimbaijerera5756
@vimbaijerera5756 - 01.11.2024 23:28

God heal our land

Ответить
@vimbaijerera5756
@vimbaijerera5756 - 01.11.2024 23:28

God heal our land

Ответить
@conniejam5575
@conniejam5575 - 02.11.2024 08:16

Uuum hurombwa munyika medu uum zvanyanya Mwari pindirayi. RIP

Ответить
@FaraiChakadya
@FaraiChakadya - 02.11.2024 08:54

So sad inyaya yekuti Zimbabwe hayina mutungamiriri zvakare mapurisa havasi kushanda basa ravo semashandiro ayiita mapurisa avaMugabe ndosaka mhondi dzawandisa and dzichiuraya vanhu kunge huku.mafungiro angu mhondi yauraya ngaitsvagwe kusvika yabatwa yopiwa mutongo unorwadza,auraya ngauraiwewo kana life in prison vese neatuma kuuraya wacho.atuma kuuraya kana aine Shop yobva yatorwa nehurumende yotengeswa mari yacho yochengeta nherera.manje chonetsa munhu auraya akasungwa mangwana unomuwana abuditswa akufamba kunze akutotsvaga mumwe wekuuraya inyaya yekuti hurumende yakafa Mwari ngavatiitire nyasha vatipe mutungamiriri anoziva zvaanoita

Ответить
@seerdorf6405
@seerdorf6405 - 02.11.2024 12:44

Police inogona kutokuudaia kuti akazvisungiriria yet situation doesnt make sense kuti anzi akazvisungiriria.

Ответить
@MutsaiChikuni
@MutsaiChikuni - 03.11.2024 10:19

But pasina miti vanhu havangararami miti haisi problem.Problem vanhu vari kuuraya vanhu

Ответить
@malaikajachah2972
@malaikajachah2972 - 03.11.2024 22:23

So sad

Ответить
@nyashasharawakanda2500
@nyashasharawakanda2500 - 04.11.2024 11:00

💔💔💔💔💔💔

Ответить
@lynnbothma9736
@lynnbothma9736 - 04.11.2024 12:19

Ha huipi hwawanda zvizhinji panogona kuvanevabati vebasa rakadaro zvawanda zvavekuitika mvura haitambi pasina chaitambisa something maybe happen

Ответить
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn - 04.11.2024 13:27

Iiii zvakaoma hazvo zvotyisa

Ответить
@NyaraiKaiyo
@NyaraiKaiyo - 04.11.2024 15:10

Hello ST ❤❤❤❤

Ответить
@simonmazendame
@simonmazendame - 04.11.2024 18:59

muti uyo mupfupisa zvekuti space yekuti munhu arembere less than 3meters obva afa mmm hazvisi kuringana.distance ishomasa ingayite munhu atovhunika pahuro.anenge akawurawa team raka wuraya ndokumusunga pahuro ne shirt.but mweya wemunhu hawurove zveku mhanya chokwadi chichabuda chete

Ответить
@TendyFrosty
@TendyFrosty - 04.11.2024 22:29

Baba vane hat yewhit vakavhura maziso here miti hayisi problem nyika yashata hayo

Ответить
@BeautyMufokozana
@BeautyMufokozana - 06.11.2024 09:51

Mudhara vekahat kewhite kana musina chekutaura nyararai miti inonzi yawanda chiiko

Ответить