Комментарии:
This is serious.
ОтветитьIrii regai timborivhura haaaa very disturbed young man
ОтветитьApa kunyepa kuti baba ndovakatanga kudya bota nxaa karume kakuti ehe ndini nhema dzoga idzo mfana iwe wake up mhani
ОтветитьApa kanogara kakashadabura nxaaa
ОтветитьAaaah so disappointing thought 99.99% aah kamwana ako kabwa nonsense 0% iiiii ndavhunduka ndanga ndakubatwa nehope yowe aah varumeka ummm
ОтветитьAaaah so disappointing thought 99.99% aah kamwana ako kabwa nonsense 0% iiiii ndavhunduka ndanga ndakubatwa nehope yowe aah varumeka ummm
ОтветитьZvikadzi izvi munozviwanepiko zvimahure izvi..tetichifunga kut zvemumadhorobha ndizvo zvihure but eeyyy kumusha kwacho ma1...Ama 2K enyu ayaaa..nyika ichagumirepi chaizvo
ОтветитьZvakaoma next wife he will have zvichanetsa kunyatsomira naye because of such a betrayal😢
ОтветитьChicken inn😂😂😂😂😂😂😂
ОтветитьKamukadzi aka kambwa kahure, arikuziva baba vacho inyadzi dzese idzi kutizira murume wauri kunyatsoziva haasi muridzi😢😢 she could have at least said SORRY! chete chete.
ОтветитьVeduwe sometimes mukawona pakadai revaiwo nhema ayi
ОтветитьSo annoying. Wotadza zvakadai worega futi kukumbira ruregerero. Ko kuzonyepera kunzungaira iwe mwana iwe. Kwana! 😮
ОтветитьKamai hakarohwe ako
Ответить😂😂😂😂Comment section ikunakidza kudarika video racho😂😂😂botarians mondiita boe
ОтветитьUyu anoda kurohwa uyu
ОтветитьNhumbu ndeyemwana mudiki asingagone kuchengeta mwana
ОтветитьVasikana musadaro chokwadi vakomana vakaita seuyu havachawanikwa but vasikana musoro muzere cheating chete
ОтветитьThanks to Tinashe Mugabe DNA show ngazviende mberi mune basa guru vaMugabe
ОтветитьNdapera paint 😢😢😢
ОтветитьKubasa kwaTinashe kunebasa veduwe
ОтветитьApa ku rojera munhu akakuhurira mwana vakadzi tisadero hanzi vamwene havandidi vanokudaseyi iwe uchipomera mwana wavo...uummm baba ndava nzwira tsitsi ava kunge vanotya mukadzi ndoona sokuti vakadyiswa shem😢
ОтветитьZvatopera agara asingadiwi nehama hapachagariki
ОтветитьPreparation yavarwadza baba vangu😢 sorry ma costs ese shuwa ndarwadziwa
ОтветитьYaaa mambo muri week imi kupusa her
ОтветитьApa no sorry nxaaaa
ОтветитьThe young man sounds intelligent
Ответить😅😅😅 pshiyuwi yuwi yuwi 😅
ОтветитьThis guy looks like Nyathi 😂
ОтветитьMusikana uyu aruza murume akadzikama ane hunhu ane rudo nenyaya yehunzenza hwake, nxcaa, kambwa kasinganyare
ОтветитьUmmmm vakadzi tisadaro veduwee ipapa aitogara nababa vemwan iwe uchimurojera mukomana arwadziwa uyo ndapotsa kubudisa musodzi 😢😢shame
ОтветитьMkoma tinashe makachena mai mgabe vanogona zvavo 100%❤❤❤❤
Ответить99% INOPFEKA ZVIHETI ZVESHINDA IZVI INZENZA CHETE NXAAAAAA .UKUROJERWA APA UCHINYEPA
ОтветитьChicken inn 😅😅 iiii
Ответитьjaw dropped 😮
ОтветитьKarume kacho zvakanenge kazungairwawo futy
ОтветитьEish so sad pain yekubva joni aftr thrree months kuuya zim uchiti urikuenda kumhurinyako boom mwana hasi wako sorry boy 😭😭😭😭
ОтветитьApa anga azviwanira murume wake kwaye chaiye
ОтветитьMurume atouya ne airtime achit anofonera mai kuti muzukuru ndewepi
ОтветитьTinashe wapedzwa ne episode iri wanga wakungonanzvira uxhishaya kuti wodini
ОтветитьNo South Africa for you girl 😢murume uyo haasi wekuba laptop here mwedzi yapfuura 😂😂kungofananidza hangu uyezve murume unodzoka kuzim after 3months unoshanda basa nemari yakawanda sei coz vamwe varikutadzirira kuzviita izvo ten years munhu ari mujoni Capetown irikure iwe
ОтветитьSorry brother man 😢😢😢
ОтветитьMukuru varwadziwa kwete zvekunyebA " PREPARATION GAYA
ОтветитьKa sound kabuditswa nemurume makanzwawo? kunge tyre raperamweya shem
ОтветитьEven Tinashe wacho apa apererwa
ОтветитьThe guy is heartbroken
ОтветитьChinoitika ndechekuti mukomana uyu is better than baba vemwana chaivo ndokusaka mukadzi asingadi kutaura . But vakadzi mapenzi chaiwo . Chii ichocho chinenge mupopo unozvara wega . Apa kutoitabad attitude achida kubatsigwa
ОтветитьSometimes Tinashe Mugabe anovhunza dumb questions
Ответить