Комментарии:
hanzi kuhukura cde
ОтветитьVaGeza ivaivo muri pamberi muma streets kwete kutuma vanhu.
ОтветитьIts time for Mthwakazi….
ОтветитьPamberi naComrade Geza,31 handei tinobvisa ED .... thanks baba
ОтветитьLeave Angel alone
ОтветитьMabhazi ngauye ku sa 🎉🎉
Ответить❤❤❤🎉🎉
ОтветитьLet's go
ОтветитьI salute you sir
ОтветитьTakangomirira signal baba Geza. Nyika yedu ye Zimbabwe yave chiseko chenyika
ОтветитьWadya Jena where is he
ОтветитьTogether we can make it let's support this voice with action
ОтветитьViva Geza 😂
ОтветитьSalute you Mr Geza
ОтветитьMunokuvadzisa vanhu mumastreets umu toda kushanda isu tichirivadiki itai imi makwegura chero mukafa hamusi vanhasi
ОтветитьFambai Geza, we need freedom we're tired
ОтветитьZimbabweans we don't know wat we want. Utungamiriri unobva kunamwari kwete musocial media umu. Ko tikabvisa ed kouya ani zvamusingatiudzi nhai vakuru tinetendero yekuziva taurai zvose zvamurikusiirira
ОтветитьWell done Mdhra Bombshell
Chibaba chezvokwadi
Obvious ED must go
Vatonga
ОтветитьIpai nyika vadhoko
ОтветитьMuchingo ukura😅😅😅
ОтветитьMave kudurana maje ngekuti mavekupandukirana maje mwaidini kuzvitaura kare kare
ОтветитьThat's true say tnx mdr geza
ОтветитьMambo geza masiya kamufana kenyu aka passion java
ОтветитьVanhu munongotoreka nezvinhu zvisina basa kkk zinba yakuda anoshanda ochengeta mhuti zvema demo izvi unoita mnyama wofa chawawana hapana kana.saka kana makatarisa apa moona kuti izvi zvichabuda here msi 31st .iye geza wacho kutanga aiti ndoda mota nemba ko saka deno president vakamupa aizodai here hamuone kuti ane bitternes munhu and he wants to pull eveyone kuti amutevere just bcs zvaaida zvakona.vanhu zivai kuzvishandira nhamo takabva nayo kare iyi munhu wese by now ngazive zvekutevedza. Pane zvimwe zvozokuurayisai
ОтветитьZimbabweans will fall for this 😂😂😂😂😂
ОтветитьMakadii baba Bombshell😂..
Today makurwadziwa muchitaura zvekuti tibatane asi Pataiva tichiti tirikuda kuti tivake nyika kubvira pachina Baba Mugabe, mairamba.
Nhasi uno you start to blame the likes of vana sir chivhayo pwere zvadzo.
I personally don't blame these kids cause they learned from the best which is you and all your other so called comrades from Zanu pf.
If you ask me really murikuda kutiitisa cause you are mostly speaking of liberating MA war veterans not the people of Zimbabwe. This is just another internal power struggle amongst you and your colleagues. You actually confessed kuti maimborova vanhu back then. I want to know what will change this tym. If this is about the will of the people as you claim and if Zanu pf is full of vanhu matsotsi vasina kudzidza, Why are you still a Zanu of supporter yourself. Why did it take you so long to see the fall of the economy. If it took you more than 40years to see the plight of many Zimbabweans and the indirect deaths of Zimbabweans in countries like South Africa where there was xenophobia at one time then I think you are just the same as your peers. Forgive me for letting my rage and heart out. I don't support you cause I know deep down you will never support me and the other youths of my age. MA war veteran munotyisa because you are stuck in 1980 Kuhondo and you think the bullet can solve everything. Muneshungu kudarika isu vanhukadzi and you will never want to salute an ordinary citizen nekuti haana kuenda Kuhondo. Move on guys and check how other countries did it. As for you Grandfather it's too late you failed your grandchildren but if you are serious you can take action and give opposition parties a chance because its not Chicago and all those you listed that caused this but it's Zanu pf's constant power hungry members that caused everything since Robert Mugabe' errs till now.
As long Uebert Angel my prophet and Father is scorned this is vanity
ОтветитьSiyabonga mpela lapho Geza🙏
ОтветитьComrade Bombshell Geza , may the Lord shower you with everything you need in life sir, we salute you
ОтветитьWaiting for action sure
ОтветитьTinokumbirawo mutipewo pfuti ma ak47 chete isusu toda zvehondo ground force kwete zve social media izvi
ОтветитьLong live Comrade Bombshell Geza king DAvid of our time God is with you tirivaranda munyika yedu tadokurirwa neBurkina Faso we need a leader like Ibrahim Traore
ОтветитьI salute the memory of this man ❤❤❤❤
ОтветитьWhy did you let ED to be president when you knew that he was a spy. Everyone knows that he forced the late journalist to sit on hot stove or jump through the window. But you went ahead and forced him on people
Ответитьthank you comrade geza
Ответитьsaka munhu akashanda akaita mari yake imhosva here ndozvinoita mufe muri marombe
ОтветитьSiyabonga baba geza uliqhawe langempela😊
ОтветитьThey are basically fighting for money while we fight for our lives.
ОтветитьZimbabwe inogeza gore rino
ОтветитьWena geza uyisilima somuntu ucatsheleni manje uzakuvusa umnangagwa zanka
ОтветитьThank u papa😊😊😊❤
ОтветитьWe are tired of the name zanu, can you get rid of that please when you start a new govt.
ОтветитьMasiya vatinogara navo munharaunda dzedu. Gadzirai list mupihwe mazita. Ndivo vanhu varikutitadzisa kuvanerusununguko. Ipaivanhu mukana wekudoma mazita, oitwa public kutivazive kuti rusunguko vatitadzisa kugara zvakanaka. This will strengthen your agenda.
Ответитьnhau ye MSU yandibata chokwadi vana vapera
ОтветитьViva Bombshell
ОтветитьBatai nhubu musadzirega
ОтветитьSir Wicknell Chivayo So heartless
ОтветитьSaka nyaya iyi ndeye kubatsira ma war vets here. Nekuti murikungoti hamuchaonekwi uye mavhairirwa ne youth ichikupai mabhasikoro. Dai makapiwa D4D maitaura here? Zanu ma1 chaiwo. Ma wor vets makatodonhedzesa mari mapiwa ma 50 000. Makaitei nayo. Tiudzei wamurikuda kuti apinde tigoona kuti tobuda here or not.
Ответить