Комментарии:
Mukuwanei nazvo izvi zve nhema idzi pese apa maivepi
ОтветитьHamunyare imi mune jealous of him Sei musingataure nezve mam we maprofita
ОтветитьAkutaura chokwadi mukadzi uyu kana usati waendako wabirwa l know haubvume
ОтветитьHa bitterness iripo zvesure...hamheno handina kuti inhema hangu dont come for me
ОтветитьAaaa nhaimi saka maakuita zve past yevanhu here nxaa
Apa munhu akakuitisa zvinokurwadza kudaro wamuvenga why send your sister?...
If this is true my sister semunhu anonamata namatirai munhu waMwari atendeuke...
Nyaya dzenyu sister dzirikuwandisa yenyu ndeipi chaiyo?
Haaa kuva chokwadi kana kunyepa aisisina musoro nyaya yako he was not saved by that time and urikusanganisa nyaya wamboti ndakanzwa kuti atanga church womboti aimboti ndirikurara newe without protection nekuti aiti ndinoona pamweya uri ex girlfriend urikungorwadziwa chete nekuti uchiri kumuda taura naye mushe anditi unenumber dzavo here
ОтветитьMunorwadziwa nemunhu uyu
Ответитьmmmm manyebawo apa.jst replay your audio ....ine a lot inconcistance, hamuna kugona kuronga . Bt am nt saying Prophet vari clean noooo,iro rave department raMwari
ОтветитьIwe unonyepa iwe buditsai face yemunhu wacho akabhadharwa sezvawakaitwa iwe wacho
ОтветитьKkkk😅😅😅😅😅
ОтветитьHelp me understand, kudanana nemusikana waakutofanira kumupa mari negrocery?
ОтветитьMsikana tibvire apo
ОтветитьSaka amai maitozi awo kuti miracle? This does not work.
ОтветитьIni hangu ndambobirwa nemumwe asi ndinongonyarara muchinyeperana Panapa vanhu mari inorwadza kushandira ozongopirwa nemunhu
Ответить𝗞𝘂𝗻𝘆𝗲𝗽𝗮. 𝗨𝗸𝗼. 𝗠𝘂𝘀𝗮𝗱𝗲𝗿𝗼.
ОтветитьTumahure utwu
ОтветитьUrikutonyepa kudhara
Ответить2011?
ОтветитьIf not true what's you are saying my sister's go and repend ,we just listen we don't judge
ОтветитьSaka zvebasa rei zvese izvozvo tibvirei uko
ОтветитьZvose kunyepa kwazvokwadi iwe usadaro Mwari anokuranga Mwari haambokuropadze waitsvagei kwaari munhu wamwari haambodaro wakatotadza chaizvo kunyepa usashatisa zita remunhu uri benzi
ОтветитьBut why is the government silent on this prophet. Vanhu varikutambura nekudyirwa mari.This guy is a crook by any means.
ОтветитьSiyanai naye majudha
ОтветитьWhere were you pese apa haaa unotinyangadza and you are not God to judge miracle Paul tibvire uko hauna evidence kuratidza kuti ndezvekunyepa
ОтветитьUnoda shamhu sure unga bvisa mimba 😢
ОтветитьVanhu vanozama kupotsa basa ramwari vamwe vakatoponera ikoko tinawo vadaro kuno kwatoga😢
ОтветитьLies
ОтветитьMajournalist makataura kuti murikuda kurwisa miracle paul aya arikutaurwa namai ava ndoo manyepo
ОтветитьWashaya nyaya
ОтветитьKukakama uko arikunyepa
ОтветитьMahure akungotorawo advantage
ОтветитьTirikuda....voice note yavakataura miracle Paul kwauri hure usanyepe wabvisa nhumbu wakazenge wakudeyi futi uchiti munhu akaipha hure watumwa usanyepe
ОтветитьJealous rinouraya vanhu
ОтветитьHaaa take take yacho ma1
ОтветитьGo munhu wamwari muri chironda chemumhino
ОтветитьThis lady is the worst kunyatsonzwika kuti arikutotadza kutaura nyaya yake cz it's being staged...nhema
ОтветитьHamuneti here? Hamuna dzimwe nyaya dzinowaka nyika? Jilted lovers, really? Of the past?😂
ОтветитьJCTV ENDAIWE WEGA UNOONA MIRACLE PAUL WACHO KWETE KUNZWA NEVAKATENGWA NA MAKANDIWA AVA.
ОтветитьMusuri wako mukadzi iwe newe unotipedzera data uchititeresa mahure ako
ОтветитьHaa hameno ikoko maienderei ikoko
ОтветитьGuys siyanai nezvisi zvenyu tanhai dzamuno svikira
ОтветитьPast is past
Ответитьko nguva yacho makadii kutaura nhy mainini musadaro
ОтветитьMiracle paul kubhadharisa chete zvamwari ndezvemahara
ОтветитьSaka zvebasa rei
Kuti ndiwe wega watanga kuita stress kkkk
Iwe waibvisirei mimba yacho kkkkkumwe kuzungaira soo
ОтветитьHhhaaa guys stop it ..people dont follow the rules of being saved or being healed..even jesus said it that if a man is saved and go back to your previous work .your life will be worse..many people dont understand how it works.
Zvese zvekuchiva zvowanikwa.munhu wenyama nawe.
😢 sad story.Nyika yashata
ОтветитьImi mayi imi musadaro hanzi ukaita chakanaka wazviiitira ukaita chakaipa wazviiitira stress yekuti mabikiswa derere imika ityayi mwari
Ответить